Tsindira nhava
KANA totsindira nhava zvinoreva kuti hatisi kupa mukana wekusiya hwangwadza kwete, asi kuti tiri kutotsokera pose pane nzvimbo kana mukana wekuti nhava itakure zvakawanda izvo tichazoshandisa mberi...
View ArticleCHISHONA CHAKANAKA
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti:...
View ArticleVida naSimon vapihwa imba
CHITSAUKO 4 (Ongororo: Enderero mberi) Ndipo patinonzwa vachidimikira vachiti, “Handiti imari iri kuenda ichichema iyoyo?” (27). Jane ane zvakewo zviri kumunetsa. Anoda kupa mufananidzo wekutsvinya...
View ArticleDuramazwi
Ziva Dambakurimwa — Iyi inzvimbo inoyereswa zvikuru isingadyarwi mbesa nokuti inenge ichinzi ndeyemudzimu. MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti vhinga. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva...
View ArticleKereke inofa nei?
Munyaradzi Gunduza Musoro wekuti Kereke Inofa unojekeswa naZebra akanga asingachaite zvekunamata. Izvi zvinoonekwa paanenge ari kumba kwake kuGlen View 7, achinwa doro nasekuru vake Joram, asisina...
View ArticleSirabhasi itsva yavepo: Mavima
MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti bazi ravo rakapedza kugadzira sirabhasi yegwaro idzva refundo reNew Education Cirriculum iro richatanga...
View ArticleSt Angela Academy: Tiri chikoro chemarudzi ose
CHIKORO cheSt Angela Academy icho chiri kuBorrowdale, muHarare, chosimudzira kudyidzana kwemarudzi akasiyana sezvo chiine vadzidzi vanosanganisira vechitema, vachena nevechiIndia.Mutungumiriri...
View Article‘Mwana akaguta haadofore’
MUKURU wedzidzo mudunhu reHarare, VaChristopher Chamunorwa Kateera, vari kurumbidza chirongwa chekupa vana zvekudya muzvikoro, cheHome Grown School Feeding Programme (HGSFP), vachiti chiri kubatsira...
View ArticleCHISHONA CHAKANAKA
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti:...
View ArticleKutsindira nhava
PARI zvino nhava yedu yava kuremawo zvine mwero asi haisati yazara. Tiri kuenderera tichitsokera kudzamara yanyatsotsindirana tozotora dumbo tobva tasona tichimirira ramangwana apo tichazoivhura...
View ArticleDuramazwi
GANYAMUTO – Iri zimbana rinopihwa munhu rakasimba chaizvo. MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti mukonikoni. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi: Kamukonikoni – Talent Matongera....
View ArticleMatambudziko
Munyaradzi Gunduza— 3. Tsanangura matambudziko manomwe anowira vatambi vari mumutambo Kereke Inofa. [25]Vatambi vari muna Kereke Inofa vanosangana nedambudziko rekutapurirwa chirwere cheshuramatongo....
View ArticleVava kun’anga kwaMugandani
CHITSAUKO 5 (Ongororo): Mukukurukura kunoitwa papeji 30 pane zvatinodzidza izvo zvinoti, kuratidza tsika nemaitiro evanhu (characterisation), kudimikira nedzokororo (repetition).Tinodzidza maererano...
View ArticleMafambiro emhuka
Ticha Danga KANA tonyoTra zvinyorwa zvedu tave kuzvikoro zvepamusoro tinofanirwa kuratidza kuti takawana hwaro hwakakwana pasi apo taidzidza zvakawanda. Tinofanirwa kuva neruzivo rwuzere pamusoro...
View Articlekwayedza: nemo nemo
Munyaradzi Gunduza l Vana vakaverenga kwayedza vakafara HAPANA chinhu chinofadza pakunyora bvunzo sekusangana nezvimwe zvinhu zvaunenge wakambosangana nazvo mugadziriro yako yebvunzo idzodzo.Kubva gore...
View ArticleOceanwaves inovaka vana
. . . nekuvadzidzisa mabasa emawoko Malven Mugadzikwa CHIKORO cheOceanwaves Junior Private School, icho chiri kuRydle Ridge Park, muHarare, chiri kusimudzira zvidzidzo zvemabasa emawoko akaita sekurima...
View ArticleMbizi Govt Sec yavhurwa
Muchaneta Chimuka CHIKORO cheMbizi Government Secondary School, chiri kuHighfield, muHarare, icho chakavakwa senzira yekuremekedza mutungamiri wenyika President Mugabe, chakaparurwa zviri pamutemo...
View ArticleKutokonya pfungwa
Ticha Danga— BVUNZO rakauya tikarinyora rikapfuura. Zvatakakohwa tava kuzviziva. Chatamirira kuwana nzvimbo muzvikoro zvepamusoro zvatinoda kuburikidza nekukohwa kwatakaita.Kumusoro uko kune nhoroondo...
View ArticleCHISHONA CHAKANAKA
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti:...
View ArticleO-LEVEL — KEREKE INOFA :Zvidzidzo zvirimo
Munyaradzi Gunduza— 7. Nyora zvidzidzo zvisere zveupenyu zvawakawana mumutambo Kereke Inofa uchitsigira nezvinoitika mumutambo uyu. [25] Chidzidzo chekutanga chandakawana muna Kereke Inofa ndechekuti...
View Article