Maticha eSadc batanai: Dokora
GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora, vanoti zvakakosha kusimbaradza mitemo inokurudzira mushandirapamwe pakati pevararidzi vemudunhu reSadc munyaya dzekusimudzira dzidzo....
View ArticleFambidzana neKwayedza
. . . kuti ubatsirikane Munyaradzi Gunduza— MABHUKU ese atichange tichiongorora muchikamu chino ndiwo achanyorwa mubvunzo dzeShona pepa 2 kupera kwegore rino. Mabhuku aya ari mubvunzo dzinotanga...
View ArticleMayunifomu:Zvitoro zvoita mitengo miviri
IBESANWA muguta reHarare svondo rino apo vabereki vari kutenga zvinhu zvakasiyana zvevana vechikoro segadziriro yekuvhurwa kwetemu yekutanga musi wa10 Ndira. Kunyangwe zvazvo vamwe vari kugunun’una...
View ArticleYambiro kumaticha
‘Imhosva kupfimba mwana wechikoro’ GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora, vanoti varairidzi havatenderwe zvachose kuti vapinde munyaya dzerudo nevana vechikoro uye vose vanobatwa...
View ArticleTsumo nemadimikira namukanya
Mhinduro dzesvondo rapera: Padzisa tsumo idzi: 1. Apunyaira haashaye . . . (misodzi) 2. Chisi hachiyeri musi . . . (wacharimwa) 3. Chitsva chiri . . . (murutsoka) 4. Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva ....
View ArticleCHISHONA CHAKANAKA
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti:...
View ArticleShona inokosha
TINOTI makorokoto makuru tapinda muna2017. Tinoda kurumbidza Musiki nekutipa mumwezve mukana wekutanga rimwe gore nekutisimudzawo, hezvo pfacha mugwaro rechinomwe. Tanga tiri mugwaro retanhatu umo...
View ArticleZIVA
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti nyamututa. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi: Ngoko – Mai Muvengwa, Mushayavanhu, Gutu Nyamututa/ngoko – Mai Bomba, Epworth. Nyamututa –...
View ArticleDingindira rezvirwere
Munyaridzi Gunduza— 1. Peter Marimi anofarira kudetemba pamusoro pedingindira rezvirwere zviri kushungurudza vanhu mazuva ano. Tsigira pfungwa iyi nenhetembo dzake shanu dziri muna Mutakunanzva...
View ArticleKupambwa kwaBeaula
MUCHIKAMU chino tichange tichiita mhenenguro yemabhuku enganonyorwa ari kudzidzwa padanho reA-Level kupepa reuvaranomwe. Zvinhu zvizhinji kwazvo zvinotariswa pakudzidza uvaranomwe hweShona,...
View ArticleDETEMBA TINZWE
Nyorai nhetembo pfupi seriri pazasi motumira ku: Nhetembo, Kwayedza Box 396 Harare kana kutumira pa-Email inoti kwayedza@zimpapers.co.zw kana kuzosiya pamahofisi edu ari paHerald House, muHarare....
View ArticleVana vakadzokera kuchikoro
RAIVE besanwa muHarare neMuvhuro svondo rino apo vana vechikoro vekumabhondingi vaidzokera kuzvikoro uyewo vamwe vabereki vachitengera vana vavo zvinhu zvakasiyana zvekushandisa. Izvi zvinotevera...
View ArticleUS$14m yechikafu chevana muzvikoro
NYIKA yeGerman yakapa mari inosvika US$14 miriyoni kubazi redzidzo yepuraimari nesekondari iyo ichabatsira mukutenga chikafu chichapihwa vana muzvikoro pamwe nekuti vawane mvura yakachena. Mari iyi...
View ArticleDuramazwi
Babamunembeva – Urwu rudzi rwebhachi rinodziya, rinopfekerwa mucheno. ziva MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti zizi. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi: Zizi – Tinotenda,...
View ArticleIwe rongeka
Ticha Danga— CHIKAMU chapera ndaiedza kugadzira hwaro hwekuti chiShona chipihwe nguva yacho yakaringana kuitira kuti chigobuda zvakanaka pabvunzo. Ndaida kudzinga pfungwa yekuti chiShona chakapata...
View ArticleTsumo nemadimikira namukanya
Mhinduro dzesvondo rapera: Pedzisa tsumo idzi: 1. Kuwanda huuya museve wakapotera . . . (pamuzukuru) 2. Chidyamatoo akazodzipwa neganda . . . (remhuru) 3. Totenda yavira shambakodzi . . . (yedemhe) 4....
View ArticleO-LEVEL
Matambudziko emukadzi 3. Peter Marimi anoshungurudzika nematambudziko anowira vanhukadzi. Tsigira pfungwa iyi uchishandisa nhetembo dzake ina dziri muna Mutakunanzva Wenhetembo. [25] Nhetembo dzacho...
View ArticleDETEMBA TINZWE
Nyorai nhetembo pfupi seriri pazasi motumira ku: Nhetembo, Kwayedza Box 396 Harare kana kutumira pa-Email inoti kwayedza@zimpapers.co.zw kana kuzosiya pamahofisi edu ari paHerald House, muHarare....
View ArticleA-LEVEL — mavanga orudo
Mavanga chii? Munyaradzi Gunduza— VANGA imbonje inosara mushure mekunge munhu akuvara. Mavanga mucherechedzo unoratidza kukuvara kwemunhu kana zvimwewo zvinhu zvisiri vanhu. Mushure mekunge ronda...
View ArticleTsumo nemadimikira namukanya
Mhinduro dzesvondo rapera: Pedzisa tsumo idzi: 1. Kuwanda huuya museve wakapotera . . . (pamuzukuru) 2. Chidyamatoo akazodzipwa neganda . . . (remhuru) 3. Totenda yavira shambakodzi . . . (yedemhe) 4....
View Article