NGANO Mhinduro yesvondo rapera: Kufa hwehosi inosiya imwe. Kana munhu anga ane chinzvimbo pabasa, mumusha kana muhutungamiri, akange afa anotsiviwa nemumwe. Mambo akafa kunouya mumwe mambo. Zvekuita: Munhu anonzi hosi kana vahosi akaita sei? Mhinduro: Mukadzi mukuru wamambo kana kuti pabarika. * * * Svondo rino: Mweni haapedze dura. Kubatsira munhu ari kudarika nepamba […]
↧