TICHA ANE CHIPO
MUDZIMAI asingaone — uyo anove mukuru wechikoro cheMushandike High, kuBuchwa, kuMberengwa — ari kuita zvinorova kuburikidza nekudzidzisa vana veA-Level avo vanoona.
View ArticleCHISHONA CHAKANAKA
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti:...
View ArticleTsumo nemadimikira namukanya
NGANO Mhinduro yesvondo rapera: Kufa hwehosi inosiya imwe. Kana munhu anga ane chinzvimbo pabasa, mumusha kana muhutungamiri, akange afa anotsiviwa nemumwe. Mambo akafa kunouya mumwe mambo. Zvekuita:...
View ArticleMhuka nevana vadzo
KOTORO yepiri yakauya ikatodarika zvichireva kupindana kwamazuva. Nebvunzo zvakare ratova muberevere zvekuti hapachina nguva yekutombotambisa. Zvava kutoda kungoti sika sika nawo mabhuku dzamara musi...
View ArticleMagariro aVaShona
UCHISHANDISA nhetembo shanu kubva munhetembo dzokurova bembera nedzejikinyira kana mavingu, tsanangura zvaishungurudza VaShona mumagariro avo. [25]
View ArticleMusoro webhuku
SVONDO rino tichatanga kuongorora kupindirana kwemusoro webhuku nerungano rwunoti Gona ReChimurenga. Tichaita izvi tichishandisa mubvunzo unotevera;
View ArticleVanasikana vosimudzirwa . . . First Lady vakaparura mabhezari
VANA vechikoro vesekondari vanosvika 100 vachabatsirwa nechirongwa chakavambwa nemudzimai wemutungamiri wenyika Amai Auxillia Mnangagwa avo vakawanisa mabhezari kuvanasikana vari kumatunhu gumi enyika.
View ArticleKushandiswa kweAK 47
TINOENDERERA mberi nemubvunzo wekupindirana kwemusoro webhuku nenyaya.
View ArticleTsumo nemadimikira namukanya
Kubatsira munhu ari kudarika nepamba penyu hakuite kuti musare musisina zvekudya kana kuti mupererwe nezvekushandisa.
View ArticleCHISHONA CHAKANAKA
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti:...
View ArticleMhuka dzesango nevana vadzo
CHIKAMU chakapfuura takabata vana vemhuka dzinopfuiwa pamusha apo takaburitsa mazita anopihwa hadzi kana hono.
View Article‘Dzingai cholera muzvikoro’
ZVAKAKOSHA kurwisa zvirwere zvemanyoka secholera muzvikoro – kubvira kupuraimari kusvika kumayunivhesiti – sezvo munzvimbo dzekudzidzira idzi chiungana vadzidzi vakawanda izvo zvinoita kuti zvirwere...
View ArticleMayunivhesiti burai nyanzvi – Murwira
ZVIKORO zvemapolytechnics nemayunivhesiti muZimbabwe zviri kuita basa guru rekusimudzira makambani asiri kunyatsofamba zvakanaka seZiscosteel kuburikidza nekusimudzira ruzivo rwechizvino-zvino.
View ArticleCHISHONA CHAKANAKA
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti:...
View ArticleGandanga nepfuti
SVONDO rino tinopedzisa mubvunzo wekupindirana kwemusoro webhuku nenyaya.
View ArticleNzvimbo nemabasa adzo
REGAI timbosiya nyaya dzemhuka nevana vadzo zvatanga tichibata muzvikamu zviviri zvapfuura timbonhanhira kunyaya dzenzvimbo nemabasa adzo.
View Article