$ 0 0 VANA vechikoro vesekondari vanosvika 100 vachabatsirwa nechirongwa chakavambwa nemudzimai wemutungamiri wenyika Amai Auxillia Mnangagwa avo vakawanisa mabhezari kuvanasikana vari kumatunhu gumi enyika.