Zvingangouya pabvunzo
Munyaradzi Gunduza — SVONDO rino tinopedzisa kukupai ongororo yezvidavado zvinoshandiswa nemunyori waMavanga Orudo pamwe chete nemibvunzo yamungangoshandise pakuita gadziriro dzenyu dzebvunzo...
View ArticlePfungwa huru
Munyaradzi Gunduza — ZVEKUITA: 1. Ndeipi pfungwa huru inobuda muna Pfuma Ndeyamaoko? Tsigira mafungiro ako nezvinowanikwa murungano urwu. [25] Pfungwa huru iri murungano urwu ndeyekupambana nekutapana....
View ArticleKupendera zvewanano
Ticha Danga — “SARURA wako kadeyadeya ane ndoro chena, wangu mutsvuku kadeyadeya ane ndoro chena, asina zvimbi kadeyadeya ane ndoro chena, anozora dovi kadeyadeya ane ndoro chena.” Aka kambo kaiimbwa...
View ArticleKunhonga vhunze nemuromo kudini?
Munyaradzi Gunduza — UYU mutambo wakanyorwa uri mururimi rwechiShona naBright Chimedza Mashayamombe ndokutsikiswa neveZPH mugore ra2015. Bhuku iri rine mapeji 84. Kupindirana kwemusoro webhuku...
View ArticleKukodza mutauro
Ticha Danga — “ZVIRO kwazvo ndakange ndaibopa nekumuswe ndakaita zvekuzvinzwira pamuviri tsvimbo yarova dapi. Wekuchema naye pakange pasisina nokuti ndomene haichemedzi. Ndakazongozvisimbisa nerokuti...
View ArticleAnonhonga vhunze nemuromo ndiani?
Munyaradzi Gunduza — SVONDO rino tinoenderera mberi nekupedzisa musoro webhuku nenyaya. Maggie anonhonga vhunze nemuromo paanosvika muimba yekutandarira achisimudza Mbuya Haruna kuti vagare mumasofa...
View ArticleTariro yaTandi
Munyaradzi Gunduza — 1. MUSORO webhuku wekuti Dare Retariro unowirirana zvakadii nezviitiko zviri munyaya? Tsigira mhinduro yako nezviitiko zvishanu. [25] Dare vanhu vane chinangwa. Tariro chivimbo...
View ArticleVana 22 000 vobatsirwa
Daphne Machiri — SANGANO rinosimudzira zvidzidzo zvezvigadzirwa zvesainzi muzvikoro, reZimbabwe Science Fair rinoti rakasarudza vana vanosvika 22 000 kubva muzvikoro zviri kumatunhu akasiyana enyika...
View ArticleKurunga mutauro nenyaudzosingwi
Ticha Danga — “MUWEWE wemupeni wakanzi vhovhono ndokubva wanzi tindindi napahudyu pavaMandinenera. VaMandigona vakabva vaiti mhere kwetsu vakabata gotsi ravo. Mujubheki akanga zvino achiti udyu...
View ArticleCindy akavenga vamwene vake
Munyaradzi Gunduza — MADINGINDIRA anobuda mumutambo uyu:- Hukama: Hukama hunoburitswa sechinhu chinosunganidza vanhu veropa rimwe chete. Kudhonzerana kwese nematambudziko ari kuwira vanhu mumutambo uyu...
View ArticleZvidzai ihonzeri
3. NDEAPI matambudziko mashanu anoshungurudza Tandiwe muupenyu hwake muna Dare Retariro? Tsigira mhinduro yako zvizere. [25] Kutukwa mamwe matambudziko anosangana naTandi. Matambudziko aya anoonekwa...
View ArticleMhuka isingazive toilet kana tishu
naIgnatius Mabasa — NHAI ndimbokubvunzawo. Iwe umbori waani chaizvo? Handisi kureva vabereki vako vakakuzvara vakakurera, asi ndinobvunza kuti anotonga, kana kuti chinotungamirira, kana kuti chakabata...
View ArticleKuti mutambo uendeke
Munyaradzi Gunduza . KUPERA kunoita basa raRuvengo kunoita kuti azove rovha otanga kuchengetwa naCindy. . Kuramba kuteerera kunoitwa naRuvengo kuti adzinge amai vake, VaHaruna vadzokere kumusha...
View ArticleMhando dzezvekudya
Ticha Danga — NHAURWA yekudya nekunwa ndiyo inovaka munhu. Kushingaira kunoitwa mumatunhu nemumadhorobha kuvavarira kuisa chokudya patafura. Makare kare zvekudya zvakange zvichiitwa namapoka maviri...
View ArticleMusiyano weHIV neAIDS
7. VATAMBI vazhinji vari muna Dare Retariro havana ruzivo pamusoro pechirwere cheshuramatongo. Tsigira pfungwa iyi nezvinhu zvishanu. [25] Vatambi vari muna Dare Retariro vanoratidza kusaziva musiyano...
View Article‘Vana ngavadzidze mabasa emawoko’
Daphne Machiri — MUKURU wedzidzo kudunhu reMashonaland West, VaSylvester Mashayamombe, vanoti zvakakosha kuti vana vechikoro vapihwe mazano pamusoro pemabasa avanogona kuita kana vapedza fundo...
View ArticleBhadharai mari nenguva: Kateera
Malven Mugadzikwa — VABEREKI vokurudzirwa kuti vadhadhare mari dzevana dzechikoro nenguva sezvo kunonoka kuibhadhara kuchikanganisa budiriro yedzidzo. Kurudziro iyi yakaitwa svondo rapera nemukuru...
View ArticleZimpapers yakabatsira…Vana vechikoro ‘votuka’ chando neshangu itsva
Muchaneta Chimuka KAMBANI huru mune zvenhau munyika muno, yeZimpapers – iyo inodhinda mapepanhau anosanganisira Kwayedza – svondo rapera yakabatsira vana vanobva kumhuri dzinotambura vepachikoro...
View ArticleMhando dzezvirimwa
Ticha Danga — ICHOKWADI kuti tiri zvatiri nekuda kwezvatinodya zuva nezuva. Vamwe tiri ndonda vamwe vari zvigwindiri. Vamwe vedu havatozivi musiwo wechipatara nekuda kwezvaanodya zuva nezuva....
View ArticlePanotizira Tandi . . .
Munyaradzi Gunduza — 9. TSANANGURA shanduko inoitika pamusha paVaTigere kubva panotizira Tandiwe muna Dare Retariro. [25] Tandi paanotizira Zvidzai, pamusha paVaTigere panenge pave neruvengo. Tinonzwa...
View Article