Zvaiva muPepa 2
Ticha Danga— CHIKAMU chapfuura chakabata ongororo yepepa repiri rinova renzwisiso nerondedzero asi hatina kukwanisa kupedza pepa rose. Ndakasiira patsamba iyo yaida kuti mwana anyore pamusoro...
View ArticleNhetembo dzekupira midzimu
Munyaradzi Gunduza — 3. TSANANGURA pfungwa huru dzinobuda munhetembo dzinotevera dzekupira midzimu; Doro remukwerera, Kuteketera kwavadzimba, Nhaka, Kutuka midzimu, Kusuma midzimu. [25] Nhetembo...
View ArticleGadziriro inokosha
Munyaradzi Gune — ZVAKAKOSHA kuti uite gadziriro yakasimba yekunyora bvunzo dzeuvaranomwe (nhetembo nenganonyorwa). Dzingave dzepakati pegore kana dzekupera kwegore, iva nechokwadi chekuti wakaverenga...
View ArticleHuchenjeri hwevatema
Ticha Danga — ZVOTOONA nhasi uno sezvinhu zvava zvechiRungu kana kuti zvakauya nemangezi zvimwe zvacho vatema vekare vakange vatobva neko kare. Asi kuti vauyi ava vaizongowedzera ruzivo kuti zvigonaka...
View ArticleKudetemba nezverudo
Munyaradzi Gunduza — Enderero mberi: Kusuma midzimu, p.49 – idetembo rinotaura nezvemhuri yava kuda kutama nekuda kwemuvengi uyo ari kunzi, “. . . mhunzamusha” aita kuti mhuri ipere kufa panonzi,...
View ArticleNyora zvakanaka. . . kwete kubharangidza
Munyaradzi Gunduza — KASIKA kusvika pauri kunyorera bvunzo. Kurudziro yandingakupai ndeyekuti mushandise runyoro rwunoverengeka kuitira kuti vakwenyi vebvunzo vakwanise kunzwisisa mhinduro dzamunenge...
View ArticleMazita nezvaanoreva
Ticha Danga — BVUNZO zvarakadai kunyorwa hazvirevi kuti kudzidza kwapera. Tinotofanirwa kuramba tichiverenga kuti tiwedzere ruzivo. Kune zvakawanda zvatinofanirwa kudzidza kubva mukurarama kwaiita...
View ArticleMararamiro aiitwa kare
Ticha Danga — KANA bvunzo rapedzwa kunyorwa muzvikoro varairidzi vegwaro rechinomwe vanotarisirwa kuti vagadzire chinyorwa chinoburitsa zvichaitwa nevana apo vanouya kuchikoro vakamirira goho ravo iro...
View ArticleChirwere cheshuga
Munyaradzi Gunduza — 1. Peter Marimi anofarira kudetemba pamusoro pedingindira rezvirwere zviri kushungurudza vanhu mazuva ano. Tsigira pfungwa iyi nenhetembo dzake shanu dziri muna Mutakunanzva...
View ArticleVana vechikoro vobatsira
Abel Ndooka — VANA vepachikoro cheDominican Convent muHarare svondo radarika vakabatana nevezvimwe zvikoro zvinosanganisira Prince Edward mukuunganidza mari yekubatsira vanotambura nechikafu nembatya....
View ArticleZvipuka nevana vazvo
Ticha Danga — RUZIVO inhaka yeupenyu isingapfukutwi kana kugoveranwa. Mukana uno tinoda kuti timbodzikisa pfungwa zvikuru tichitaura pamusoro pedzimwe dzemhuka kana shiri dzine mamwe mazita...
View ArticleMatambudziko evanhukadzi
Munyaradzi Gunduza — 3. Peter Marimi anoshungurudzika nematambudziko anowira vanhukadzi. Tsigira pfungwa iyi uchishandisa nhetembo dzake ina dziri muna Mutakunanzva Wenhetembo. [25] Nhetembo dzacho...
View Article‘Njere dzevana dzinoda kuongororwa’
Daphne Machiri — MUKURU wedzidzo kudunhu reManicaland (Provincial Education Director), VaEdward Shumba vanoti zvakakosha kuti muzvikoro muve navanamazvikokota vezvemashandiro enjere – psychologists –...
View ArticleZvinoyera kuvatema
Ticha Danga — MWEDZI watadai kudarika unonzi mwedzi waMbudzi (November) unova mwedzi une zvakawanda zvinoitika. Uyu mwedzi unozivikanwa nekurangarirwa nevazhinji nekuda kwezvaunotakura. Muna Mbudzi...
View ArticleMatongerwo enyika
Munyaradzi Gunduza — 5. Sarudza nhetembo ina dzezvematongerwo enyika dzakanyorwa navananyanduri vakasiyana dziri muna Mutakunanzva Wenhetembo ugotsanangura zvinotaurwa mune imwe neimwe yadzo. [25]...
View ArticleMadzimai nenhamo. . . vanongopomerwa hutadzi
Munyaradzi Gunduza — 7. Sarudza nhetembo shanu dzinoburitsa zvinoshungurudza madzimai kubva muna “Mutakunanzva Wenhetembo” asi dzakanyorwa navananyanduri vakasiyana. Zvino chitsanangura zvinhu zvitatu...
View ArticleGadziriro yemberi
Ticha Danga — TAVA kuita iya yokuti tigadzire nhava dzedu kuti dziteramire nekuti nguva yapera. Tava kusvika apo tinenge toda kuzvionera tega pasisina zvokubatira pamwe nerudhende nekuti munhu anenge...
View ArticleKudzidzira mabasa kwakanaka – Vana
Gamuchirai Muzanenhamu — VANA vechikoro vanoti vari kudzidza zvakawanda pamusoro pemabasa avanogona kuita mune remangwana panguva iyo vanoshanyira makambani akatsaukana sezviri muNew Curriculum...
View ArticleMazwi anoreva zvakawanda
Ticha Danga — GORE ra2017 roenda kumagumo uyewo upenyu hutsva hwaswedera hwekuti tava kuchinodzidza zvidzidzo zvepamusoro. Nokudaro tinodawo kuchivhara nhava yedu kuitira kuti kana tonosangana...
View Articlechembere (61) yoita grade 6
… ‘Ndinoda kuenda kubhodhingi’ … ‘Ndozoshanda basa segweta’ Kingstone Mapupu — CHIREVO chinoti dzidzo haina zera chiri kuzadziswa neimwe chembere yekwaChivero ine makore 61 okuberekwa iyo yange...
View Article