Quantcast
Channel: Denhe Reruzivo – Kwayedza
Browsing all 921 articles
Browse latest View live

Kereke vanhu

. . . kushaikwa kwavo inofa Munyaradzi  Gunduza — 1. MUSORO wekuti Kereke Inofa unodudzirwa sei mumutambo uyu? Tsigira mhinduro yako nezviitiko zvishanu. [25] Kereke inofa zvinoreva kuti pakaitika...

View Article


Zvakanangana nerufu

Ticha Danga — NZVIMBO nenzvimbo dzinogona kuita zvakasiyana-siyana kana dziri nyaya dzerufu zvichienderana netsika dzinotevedzwa mumatunhu iwayo. Tinoda kugara tajekesa kuti munhu akashaya kana asati...

View Article


Nyaya yekusavimbika

Munyaradzi Gunduza — 2. TSANANGURA madingindira anowanikwa mumutambo Kereke Inofa. [25] Muna Kereke Inofa mune dingindira rechitendero chechiKristu. Dingindira iri rinozadziswa naPastor Gift Mwenje...

View Article

Kudetemba nezverudo

Munyaradzi Gunduza — 2. BURITSA pachena zviri kutaurwa navananyanduri pamusoro perudo munhetembo shanu dzinobva mubhuku iri. [25] Mudetembo rinonzi, “Zvinoda Moyo” rakanyorwa naSharon Ngomani munobuda...

View Article

Rarama somudavadi

ZITA remunhu chii? Kune rimwe boka ravanhu rinoti zita remunhu rinotodzana nehunhu hwake kana nehunhu hwevanhu vakamborarama zuro vane zita rinenge rake. Kunoitawo rimwe boka rinoti zita harina kana...

View Article


Mazwi anoreva zvakafanana

Ticha Danga — MUKUEDZA kubhedhenura gumbeze redu rechiShona kuti ribate uriri hwese, tinofanira kubatawo mazwi anoreva zvakafanana kuti tisazowanikwa tichikundikana apo tinotaurirwa mamwe mazwi...

View Article

Kudetemba nezverudo

Munyaradzi Gunduza — MUDETEMBI anobudisa zvakare kuti akajairira kudya nenyama saka mimwe miriwo yakaita semufushwa nemuboora isinawo kana futa inomurutsisa zvakanyanya seapo anoti, “Mifushwa, muboora,...

View Article

Kuvanza mimba yaSarah

Munyaradzi Gunduza — 4. TSANANGURA zvinhu zvishanu zvinoitwa naPastor Gift Mwenje mukuedza kuvanza mhosva yavo yekupa Sarah pamuviri muna Kereke Inofa. [25] Pastor Mwenje vanozama kuvanza pamuviri...

View Article


Rudo kuita kufashaira

Munyaradzi Gunduza — MUDETEMBO rinonzi, Asatye zvake rakanyorwa naMildred Jaricha rine dingindira rerudo. Nyanduri ari kushungurudzika nerudo rwakadzama rwaainarwo kumudiwa wake. Nyanduri ari kuti...

View Article


N’anga haizvirapi

Munyaradzi Gunduza — 7. NYORA zvidzidzo, zvishanu zveupenyu zvawakawana mumutambo Kereke Inofa uchitsigira nezvinoitika mumutambo uyu. [25] Chidzidzo chekutanga chandakawana muna Kereke Inofa...

View Article

Speciss College: Shasha pazvidzidzo zvemawoko

Muchaneta Chimuka — SPECISS College iri kusimukira zvikuru munyaya dzefundo kuburikidza nezvidzidzo zvemabasa emawoko izvo zvinofambirana nechirongwa cheHurumende chekuvandudza upfumi, cheZim-Asset....

View Article

Manyorero akanaka

Ticha Danga — IYE zvino chiringazuva chedu chatsvuka chava kukwata. Izvi zvinodudza zvirokwazvo kuti nguva dziya dzapera. Kune vaya vasina kuzvipa nguva yakakwana yekugadzirira vave kuzosangana...

View Article

Tiri kutenga mabhuku: Mavima

Tandayi Motsi — HURUMENDE iri kushanda nesimba kuti muzvikoro zvepuraimari nesekondari munyika yose muve nemabhuku ekuverenga pamwe nezvimwe zvinodiwa mudzidzo zvinokwanirana nevana. Mashoko aya...

View Article


Zvakaipira fesibhuku

Munyaradzi Gunduza (v) Kufambiswa kwemashoko Mudetembo rakanzi “Fesibhuku” rakanyorwa naEvidence Makuni rine dingindira rekufambiswa kwamashoko. Nyanduri ari kushungurudzika nekuipa kwefesibhuku iyo...

View Article

Mitemo yebvunzo

Ticha Danga — ZVOTOENDA kwamvura yacheka makumbo tati regai tipinde mukunonyora bvunzo tiine mitemo chaiyo iyo tinofanirwa kutevedzera kuti tibvutire vakwenyi vebasa zvibodzwa nezadzamatura yegoho....

View Article


Mutambi mukuru

9. Ndiani waungati mutambi mukuru muna Kereke Inofa? Tsigira nezvinhu zvisere zvaanoita mumutambo uyu. [25] Mutambi mukuru ndiPastor Mwenje vanoendesa Zebra kuUK. Zvinobuda pavanomutengera tikiti...

View Article

Batanidzo nepatsanuro yemazwi

Ticha Danga — NYAYA yekunyora kwakanaka haingogumiri panoperera kunyorwa kwebvunzo dzegwaro rechinomwe kwete, asi kuti inhaurwa yatinofanira kubata nekutakura muupenyu hwedu nekuti tichagara tichinyora...

View Article


Nhetembo dzetsika nemagariro akare

Munyaradzi Gunduza — UGO hwamadzinza aVaShona ibhuku rine nduri dzechinyakare. Mubhuku iri nhetembo zhinji dzirimo dziripo pakusimudzira tsika namagariro aVaShona pasichigare. Munobudiswa tsika...

View Article

Mabasa eruchiva

Munyaradzi Gunduza 13. Buritsa kusawirirana kwakasiyana-siyana kunokonzerwa neruchiva kubva mumutambo Kereke Inofa. [25] Ruchiva rwunokonzera bopoto riri pakati paMary naSarah. Tinozviona kuna Mary...

View Article

Rufu murawo waMwari

Munyaradzi Gunduza — KUVERENGA nokutsinhira, p.89 — chikwata Zvidobi — tinoona mushauri achishaura manhamba vadaviri vachidavira vachitsinhira zvinorehwa nokuverenga kwemushauri, sokuti, M: Piri, V:...

View Article
Browsing all 921 articles
Browse latest View live