Quantcast
Channel: Denhe Reruzivo – Kwayedza
Browsing all 921 articles
Browse latest View live

Tsumo nemadimikira namukanya

NGANO Mhinduro yesvondo rapera: Kurera imbwa nemukaka, mangwana inofuma yokuruma. Kana ukaitira munhu zvakanakisisa, angave mwana paanenge achikura iwe uchimubata sezai, mwana iyeye kana akura anogona...

View Article


Image may be NSFW.
Clik here to view.

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti derere. Vamwe vanoti gusha uye mhando yederere riri pamufananidzo rinonzi chipudzi kana kuti nyatando. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe...

View Article


Image may be NSFW.
Clik here to view.

Vana vakaremara vovakirwa chikoro

SANGANO rinomiririra kodzero dzevabereki vane vana vakaremara mitezo, reZimbabwe Parent of Handicapped Children Association (ZPHCA) – nguva pfupi yadarika rakaparura nzvimbo ichavakirwa chikoro chevana...

View Article

Image may be NSFW.
Clik here to view.

Tsigirai vechidiki: VP Mohadi

MUTEVEDZERI wemutungamiri wenyika Vice President Kembo Mohadi vanokurudzira vemakambani nemamwe masangano kuti vatsigire vechidiki munyaya dzedzidzo senzira yekusimudzira upfumi hwenyika.

View Article

Nyaya iri mubhuku

NDINE chivimbo chekuti vazhinji venyu makatsvaga bhuku ratiri kuongorora rinonzi Gona reChimurenga mukariwana. Zvino tave kuda kutarisa kuti bhuku iri rinombotaura nezvei uye zvii zviri mariri...

View Article


ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti hosho.

View Article

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Chatiza gumbo, musoro waona. Kuti munhu unoita chimwe chinhu, panenge pane chaunenge waona chikakonzera zvawaita. Zvekuita: Tsumo iyi inoreva zvakafanana neyekuti: Pane...

View Article

Zvinodzidzwa mumitambo

PAMITAMBO yevechidiki iri mubhuku iri, sarudza mishanu chete ugojekesa matambirwo ayo, uye zvayaidzidzisa vana. [25]

View Article


Runga mutauro nenyaudzosingwi

MAITIKIRO ezvinhu anosiyana. Kana totaura nekunyora ChiShona zvinogona kuratidzwa kusiyana kwazvo kana tichishandisa nyaudzosingwi.

View Article


CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke.

View Article

Image may be NSFW.
Clik here to view.

Maticha obairwa zvitupa

HURUMENDE yakapinza mabasa mamwezve maticha 350 senzira yekuzadzikisa chikamu chekupedzisira chevarairidzi 3 000 vanofanira kupinda basa sezvakatarwa nebazi rinoona nezvehomwe yenyika gore rino,...

View Article

Image may be NSFW.
Clik here to view.

$40m yekubatsira vadzidzi

HURUMENDE inoti yaunganidza $40 miriyoni yekuti ishandiswe mukubatsira vadzidzi vekumayunivhesiti nemakoreji vari kunetsekana nekubhadara mari dzechikoro.

View Article

Image may be NSFW.
Clik here to view.

Kusapinza mwana chikoro kukoka jeri

DZIDZO yepuraimari ichange yave yepachena, ichifanirwa kuitwa nevana vose uye vabereki nevamwe vanochengeta vana vanotadza kuvaendesa kuchikoro vachasungwa voendeswa kujeri, kana zvimwe zviri kuda...

View Article


Vorwisa huchapa muzvikoro

SANGANO reOxfam rakavamba chirongwa chekusimudzira zvidzidzo zveutano muzvikoro icho chinodaidzwa kuti School Health Clubs nedonzvo rekudzivirira vana kuti vasabatwe nezvirwere zvinokonzerwa nehuchapa...

View Article

ZIVA

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti kuurutsa/kuwurutsa.

View Article


A-LEVEL ― ugo hwamadzinza avashona

Munyaradzi Gunduza

View Article

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti:...

View Article


Tsumo dzinoreva zvakafanana

TSUMO ndeimwe nzira yekurunga nayo mutauro wedu ichiburitsa hutsanzi neugo hwemunyori. Tsumo idzodzi dzine tsanangudzo dzadzinopiwa izvo zvinozoita kuti dzimwe dzireve zvakasiyana nedzimwe, dzimwewo...

View Article

Vana vakadzidziswa mabasa

BAZI revechidiki, mitambo nekutandara nguva yadarika rakacherechedza zuva revechidiki, reDay of the African Child, pagungano rakaitwa kuChitungwiza apo vana vechikoro – kusanganisara vakaremara mitezo...

View Article

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro yesvondo rapera:

View Article
Browsing all 921 articles
Browse latest View live


<script src="https://jsc.adskeeper.com/r/s/rssing.com.1596347.js" async> </script>